Isaya 16:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ndirori shoko rakataurwa naJehova pamsoro paMoabi paŋguʋa yakare. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ndirori shoko rakataurwa naJehovha pamusoro paMoabhi panguva yakare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Iroro ndiro shoko rakanga rataurwa kare naTenzi rakanangana neMoabhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Iroro ndiro shoko rakanga rataurwa kare naTenzi rakanangana neMoabhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Iri ndiro shoko rakataurwa kare naJehovha pamusoro peMoabhu. Viz kapitola |