Isaya 16:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Mufaro wabviswa, nokufara pamunda waiɓereka ɀakanaka; paminda yemizambiriŋga hapacazoʋi nokuimba kana inzwi romufaro; hapacazoʋi muȿiniri unoȿinira mazambiriŋga paɀiȿiniro; ndagumisa kupururudza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Mufaro wabviswa, nokufara pamunda waibereka zvakanaka; paminda yemidzambiringa hapachazovi nokuimba kana izwi romufaro; hapachazovi musviniri anosvinira madzambiringa pazvisviniro; ndagumisa kupururudza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Zvokupembera nokufara izvi zvabviswa mumunda unobereka. Muminda yamagirepisi hamuna rwiyo ruri kuimbwa kana mhururu dzinorira wokusvina waini, mokusvinira hapasisina huro dzepajakwara rokusvina dzachiti zii kunyarara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Zvokupembera nokufara izvi zvabviswa mumunda unobereka. Muminda yamagirepisi hamuna rwiyo ruri kuimbwa kana mhururu dzinorira wokusvina waini, mokusvinira hapasisina huro dzepajakwara rokusvina dzachiti zii kunyarara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Mufaro nokufarisisa zvabviswa paminda yemizambiringa; hapana anoimba kana kuita ruzha muminda yemizambiringa; hapana anosvina waini pazvisviniro, nokuti ndagumisa ruzha rwacho. Viz kapitola |