Isaya 15:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Heshboni rinoɗanidzira, neEreari; inzwi raʋo rinonzwika kuȿikira paJahazi; saka ʋarwi ʋaMoabi ʋanoɗanidzira ɀikuru; mŋeya wake unoɗeɗera mukati make. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Heshibhoni rinodanidzira, neEreari; izwi ravo rinonzwika kusvikira paJahazi; saka varwi vaMoabhi vanodanidzira zvikuru; mweya wavo unodedera mukati mavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Guta reHeshibhoni neEreare ari kuridza mhere, kuchema kwavo kuri kunzwika kunyange kuJahazi. Naizvozvo varwi vokuMoabhu vari kudandaura kuchema vapindwa nokudedera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Guta reHeshibhoni neEreare ari kuridza mhere, kuchema kwavo kuri kunzwika kunyange kuJahazi. Naizvozvo varwi vokuMoabhu vari kudandaura kuchema vapindwa nokudedera. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Heshibhoni neErieri dzinodanidzira, manzwi avo anonzwika kusvikira kuJahazi. Naizvozvo varwi veMoabhu vanodanidzira, uye mwoyo yavo yaziya. Viz kapitola |