Online Bible

- Reklamy -




Isaya 14:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Nokuti Jehova ucanzwira Jakobo tsitsi, ucasanaŋgura Israeri nokuʋagadza munyika yaʋo; mutorwa ucandogara naʋo, ʋacanamatira imba yaJakobo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Nokuti Jehovha achanzwira Jakobho tsitsi, achasanangura Isaraeri nokuvagadza munyika yavo; mutorwa achandogara navo, vachanamatira imba yaJakobho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Tenzi achanzwira Jakobho ngoni achisarudzazve Isiraeri uye achavaita kuti vagare munyika mavo, vatorwa vachazobatana navo kugaramo vagoti kwati kwati kune vemba yaJakobho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Tenzi achanzwira Jakobho ngoni achisarudzazve Isiraeri uye achavaita kuti vagare munyika mavo, vatorwa vachazobatana navo kugaramo vagoti kwati kwati kune vemba yaJakobho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Jehovha achanzwira Jakobho tsitsi; achasarudza Israeri zvakare uye achavagarisa munyika yavo. Vatorwa vachabatana navo vachanamatirana neimba yaJakobho.

Viz kapitola kopírovat




Isaya 14:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy