Isaya 13:22 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mapere acarira munhare dzaʋo, namakaʋa mudzimba dzamadzimambo dzaifadza; ŋguʋa yaro yasweɗera pedyo, mazuʋa aro haaŋgawedzerwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Mapere acharira munhare dzavo, namakava mudzimba dzamadzimambo dzaifadza; nguva yaro yaswedera pedyo, mazuva aro haangawedzerwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mapere acharidza zvawo huwi munharire dzavo namakava achihukura, mumizinda yavo inoyevedza. Nguva yaro yatosvika mazuva acho zvemberengera hapasisina.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mapere acharidza zvawo huwi munharire dzavo namakava achihukura, mumizinda yavo inoyevedza. Nguva yaro yatosvika mazuva acho zvemberengera hapasisina.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Mapere achachema ari munhare dzavo, makava mudzimba dzavo dzinoyevedza dzamadzimambo. Nguva yake yaswedera, uye mazuva aro haazowedzerwi. Viz kapitola |