Isaya 13:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Cireʋo caMŋari pamsoro peBabironi, cakaʋonekwa naIsaya, mŋanakomana waAmozi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Chirevo chaMwari pamusoro peBhabhironi, chakaonekwa naIsaya, mwanakomana waAmozi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Iri shoko rinorema rakanangana neBhabhironi rezvakaonekwa naIsaya mwanakomana waAmozi: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Iri shoko rinorema rakanangana neBhabhironi rezvakaonekwa naIsaya mwanakomana waAmozi: Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Shoko rakaonekwa naIsaya mwanakomana waAmozi pamusoro peBhabhironi: Viz kapitola |