Isaya 12:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Imbirai Jehova; nokuti wakaita ɀinhu ɀakaiȿo‐naka; iɀi ŋgaɀizikanwe panyika yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “Imbirai Jehovha; nokuti akaita zvinhu zvakaisvonaka-naka; izvi ngazvizikanwe panyika yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Ngatirumbidzei Tenzi nokuti akaita zvinoshamisa, pasi pose ngapazvizive. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 “Ngatirumbidzei Tenzi nokuti akaita zvinoshamisa, pasi pose ngapazvizive. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Imbirai Jehovha, nokuti akaita zvinhu zvinoshamisa; izvi ngazvizivikanwe pasi pose. Viz kapitola |