Isaya 10:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 kuti ʋadziʋise ʋarombo pakururamisirwa, nokutorera ʋarombo ʋaʋanhu ʋaŋgu ɀaʋanofanira kuʋa naɀo, kuti ʋapambe cirikadzi, ʋatorere nherera ɀinhu ɀaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 kuti vadzivise varombo pakururamisirwa, nokutorera varombo vavanhu vangu zvavanofanira kuva nazvo, kuti vapambe chirikadzi, vatorere nherera zvinhu zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 kuti vatadzise vasina chavanacho kuwana ruenzaniso, vachipamba varombo muvanhu vangu zvinhu zvavanofanira kuti vawane uye kuti vapambe chirikadzi nokutorera nherera zvinhu zvadzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 kuti vatadzise vasina chavanacho kuwana ruenzaniso, vachipamba varombo muvanhu vangu zvinhu zvavanofanira kuti vawane uye kuti vapambe chirikadzi nokutorera nherera zvinhu zvadzo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 kuti vadzivise varombo kodzero dzavo uye vadzivise kururamisirwa kwavakadzvinyirirwa vavanhu vangu, vachipamba chirikadzi uye vachibira nherera. Viz kapitola |