Isaya 1:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ciʋuyai ɀino, titaurirane, ndiɀo ɀinotaura Jehova; kunyaŋge ɀiʋi ɀenyu ɀikaita somuceka mutȿuku, ɀicacena secando; kunyaŋge ɀiri ɀishaʋa somuti mushaʋa, ɀicaita samakushe amakwai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 “Chiuyai zvino, titaurirane, ndizvo zvinotaura Jehovha; kunyange zvivi zvenyu zvikaita somucheka mutsvuku, zvichachena sechando; kunyange zviri zvishava somuti mushava, zvichaita samakushe amakwai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Zvanzi naTenzi, “Kana madaro mochiuya zvenyu titaurirane, kunyange zvazvo zvitadzo zvenyu zvakatsvuka seropa, zvichati mbu-u kuchena somukaka, kunyange zvakati piriviri kutsvuka zvichati mbu-u kuchena sedonje. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Zvanzi naTenzi, “Kana madaro mochiuya zvenyu titaurirane, kunyange zvazvo zvitadzo zvenyu zvakatsvuka seropa, zvichati mbu-u kuchena somukaka, kunyange zvakati piriviri kutsvuka zvichati mbu-u kuchena sedonje. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 “Chiuyai zvino titaurirane,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Kunyange zvivi zvenyu zviri zvitsvuku zvichachena sechando; kunyange zviri zvishava somuti mushava, zvichaita samakushe amakwai. Viz kapitola |