Hagai 2:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ndiani wakasara pakati penyu, wakaɗeya kuʋona imba ino pakubginya kwayo kwokutaŋga? Ɀino munoiʋona yakaɗiniko? Pakuʋona kwenyu haina‐kuita sapasina here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 ‘Ndiani wakasara pakati penyu, wakadeya kuona imba ino pakubwinya kwayo kwokutanga?’ Zvino munoiona yakadiniko? Pakuona kwenyu haina kuita sapasina here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 ‘Pane mumwe here pakati penyu asara akaona kunaka kwakanga kwakaita Temberi iyi pakutanga, munoiona yakadii zvino izvi? Sokuonawo kwenyu handiti inenge chinhu pasina?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 ‘Pane mumwe here pakati penyu asara akaona kunaka kwakanga kwakaita Temberi iyi pakutanga, munoiona yakadii zvino izvi? Sokuonawo kwenyu handiti inenge chinhu pasina?’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 ‘Ndiani pakati penyu vakasara akaona imba ino pakubwinya kwayo kwokutanga? Munoionawo sei zvino? Pakuona kwenyu haina kuita sapasina here? Viz kapitola |