Hagai 2:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino citaura naZerubaberi mŋanakomana waSheartieri, muɓati waJuda, naJoshua mŋanakomana waJehozadaki, muprista mukuru, naʋanhu ʋose ʋakasara, uti: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 “Zvino chitaura naZerubhabheri mwanakomana waShearitieri, mubati waJudha, naJoshua mwanakomana waJehozadhaki, mupristi mukuru, navanhu vose vakasara, uti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Zvino taurira Zerubhabhero, mwanakomana waShearitieri mutongi wokwaJudha, uye Joshuwa mwanakomana waJehozadhaki, mupristi mukuru, uye chitsama chavanhu chose chakasara uti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Zvino taurira Zerubhabhero, mwanakomana waShearitieri mutongi wokwaJudha, uye Joshuwa mwanakomana waJehozadhaki, mupristi mukuru, uye chitsama chavanhu chose chakasara uti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Taura naZerubhabheri mwanakomana waShearitieri, mubati weJudha, kuna Joshua mwanakomana waJehozadhaki muprista mukuru, nokuvanhu vakasara. Uvabvunze kuti, Viz kapitola |