Online Bible

- Reklamy -

Hagai 2:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ko mbeu ici’mo muɗura here? Ɀirokwaɀo, muzambiriŋga nomuʋonde nomutamba nomuorivi haɀina‐kuɓereka; kubva pazuʋa rino ndicakuropafadzai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Ko mbeu ichimo mudura here? Zvirokwazvo, muzambiringa nomuonde nomutamba nomuorivhi hazvina kubereka; kubva pazuva rino ndichakuropafadzai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 mune mbeu dzichiri mudura nanhasi handiti? Kusvikira pari nhasi mugirepisi nomuwonde nomupomegraniti, nomuorivhi hapana chairi kubereka handiti. Kubvira pari nhasi ndichakukomborerai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 mune mbeu dzichiri mudura nanhasi handiti? Kusvikira pari nhasi mugirepisi nomuwonde nomupomegraniti, nomuorivhi hapana chairi kubereka handiti. Kubvira pari nhasi ndichakukomborerai.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Ko, muchine mbeu yakasara mudura here? Kusvikira zvino, muzambiringa nomuonde, mutamba nomuorivhi hazvina kubereka michero. “ ‘Kubvira pazuva ranhasi ndichakuropafadzai.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Hagai 2:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy