Hagai 2:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Cifuŋgai henyu kubva pazuʋa ranhasi mucidzokera shure, kubva pazuʋa ramakumi maʋiri namanna romŋedzi wepfumbamŋe, kubva pazuʋa rakateyiwa nheyo dzetembere yaJehova, fuŋgai iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Chifungai henyu kubva pazuva ranhasi muchidzokera shure, kubva pazuva ramakumi maviri namana romwedzi wepfumbamwe, kubva pazuva rakateyiwa nheyo dzeTemberi yaJehovha, fungai izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chimbozvifungai kuti kubvira nhasi uno zviri kuenda mberi, kubvira pazuva rechimakumi maviri nechina romwedzi wechipfumbamwe, musi wacherwa ugaro hweTemberi yaTenzi imbozvifungaiwo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Chimbozvifungai kuti kubvira nhasi uno zviri kuenda mberi, kubvira pazuva rechimakumi maviri nechina romwedzi wechipfumbamwe, musi wacherwa ugaro hweTemberi yaTenzi imbozvifungaiwo Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Kubvira pazuva ranhasi zvichienda mberi, kubvira pazuva ramakumi maviri namana romwedzi wepfumbamwe, fungisisai zuva riya rakateyiwa nheyo dzetemberi yaJehovha. Fungisisai izvozvo: Viz kapitola |