Online Bible

- Reklamy -




Genesi 9:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino Mŋari wakataura naNoa naʋanakomana ʋake ʋakaŋga ʋanaye, akati:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino Mwari akataura naNoa navanakomana vake vakanga vanaye, akati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Mwari akataurira Nowa navanakomana vake achiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Mwari akataurira Nowa navanakomana vake achiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ipapo Mwari akati kuna Noa navanakomana vaaiva navo,

Viz kapitola kopírovat




Genesi 9:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy