Genesi 9:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Aninani unoteʋura ropa romunhu, ropa rake ricateʋurwa ʋo nomunhu; nokuti Mŋari wakaita munhu nomufananidzo wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ani naani anoteura ropa romunhu, ropa rake richateurwawo nomunhu; nokuti Mwari akaita munhu nomufananidzo wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ani naani zvake anodeura ropa romumwe munhu, ropa rakewo rinofanira kutoita zvokudeurwa nomunhu nokuti Mwari akasika munhu akamufananidza naiye pachake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ani naani zvake anodeura ropa romumwe munhu, ropa rakewo rinofanira kutoita zvokudeurwa nomunhu nokuti Mwari akasika munhu akamufananidza naiye pachake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Ani naani anoteura ropa romunhu, ropa rake richateurwawo nomunhu; nokuti nomufananidzo waMwari, Mwari akaita munhu. Viz kapitola |