Genesi 9:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀose ɀinofamba ɀipenyu ɀicaʋa ɀokudya ɀenyu; ndinokupai ɀose, seɀandakakupai miriʋo mitema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvose zvinofamba zvipenyu zvichava zvokudya zvenyu; ndinokupai zvose, sezvandakakupai miriwo mitema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvinhu zvipenyu zvose zvinofamba zvichava chokudya chenyu. Ndakupai zvose zvazvo sokukupai kwandakaita miriwo minyoro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Zvinhu zvipenyu zvose zvinofamba zvichava chokudya chenyu. Ndakupai zvose zvazvo sokukupai kwandakaita miriwo minyoro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Zvinhu zvose zvinorarama nezvinokambaira zvichava zvokudya zvenyu. Sezvandakakupai muriwo munyoro, ndiri kukupai zvino zvinhu zvose. Viz kapitola |