Genesi 9:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 ndicaraŋgarira suŋgano yaŋgu iri pakati paŋgu nemi, napakati peɀipenyu ɀose ɀenyama; mvura haicazoʋi zhinji ɀe kuti iparadze ɀose ɀenyama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 ndicharangarira sungano yangu iri pakati pangu nemi, napakati pezvipenyu zvose zvenyama, mvura haichazovi zhinjizve kuti iparadze zvose zvenyama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 ndipo pandichayeuka chitenderano changu chandaita nemi nezvipenyu zvose, saka mvura haizombove mafashamo okuparadza zvinhu zvipenyu zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 ndipo pandichayeuka chitenderano changu chandaita nemi nezvipenyu zvose, saka mvura haizombove mafashamo okuparadza zvinhu zvipenyu zvose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 ndicharangarira sungano yangu pakati pangu nemi nezvisikwa zvipenyu zvose zvamarudzi ose. Mvura haingatongoitizve mafashamu kuti iparadze zvipenyu zvose. Viz kapitola |