Online Bible

- Reklamy -




Genesi 9:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ipapo Mŋari wakati: Ndico ciratidzo cesuŋgano yandinoita pakati paŋgu nemi neɀipenyu ɀose ɀinemi kuȿikira kumarudzi asiŋgaperi:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Ipapo Mwari akati, “Ndicho chiratidzo chesungano yandinoita pakati pangu nemi nezvipenyu zvose zvinemi kusvikira kumarudzi asingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Mwari akati, “Ichi ndicho chiratidzo chechitenderano chandinoita nemi nezvipenyu zvose zvinemi nezvizvarwa zvose zvichauya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Mwari akati, “Ichi ndicho chiratidzo chechitenderano chandinoita nemi nezvipenyu zvose zvinemi nezvizvarwa zvose zvichauya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Uye Mwari akati, “Ichi ndicho chiratidzo chesungano yandiri kuita pakati pangu nemi nezvisikwa zvose zvipenyu zvinemi, sungano yamarudzi ose ari kuzouya:

Viz kapitola kopírovat




Genesi 9:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy