Online Bible

- Reklamy -




Genesi 8:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 asi njiʋa haina‐kuwana pokuzorodza rutsoka rwayo, ikadzokera kwaari kuareka, nokuti mvura yakaŋga iri pamsoro penyika yose; akatambanudza ruʋoko rwake, akaitora, akaipinza kwaari muareka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 asi njiva haina kuwana pokuzorodza rutsoka rwayo, ikadzokera kwaari kuareka, nokuti mvura yakanga iri pamusoro penyika yose; akatambanudza ruoko rwake, akaitora, akaipinza kwaari muareka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Asi njiva yakashaya pokumhara, ikadzokera kungarava nokuti mvura yakanga ichiripo panyika. Akaburitsa ruoko akaibata ndokuidzosera mungarava.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Asi njiva yakashaya pokumhara, ikadzokera kungarava nokuti mvura yakanga ichiripo panyika. Akaburitsa ruoko akaibata ndokuidzosera mungarava.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Asi njiva haina kuwana nzvimbo yokumhara nokuti mvura yakanga iri pose pose; saka yakadzokera kuna Noa muareka. Akatambanudza ruoko rwake akadzorera njiva muareka maaiva.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 8:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy