Genesi 8:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mazuʋa anamakumi manna akati apfuʋura, Noa akazarura windi reareka raakaŋga aita; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Mazuva ana makumi mana akati apfuura, Noa akazarura windo reareka raakanga aita; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuzoti kwapera mazuva makumi mana, Nowa akazurura hwindo rengarava riya raakagadzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kuzoti kwapera mazuva makumi mana, Nowa akazurura hwindo rengarava riya raakagadzira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Shure kwamazuva makumi mana, Noa akazarura windo raakanga aita muareka, Viz kapitola |