Online Bible

- Reklamy -




Genesi 8:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 namatsime apakadzika namawindi eɗeŋga akazarirwa, nemvura yakabva kuɗeŋga ikadziʋiswa,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 namatsime apakadzika namawindo edenga akazarirwa, nemvura yakabva kudenga ikadziviswa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Zvisipiti zviya zvapasipasi namahwindo edenga zvakamiswa kubudisa mvura, mvura yokunaya ikagasa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Zvisipiti zviya zvapasipasi namahwindo edenga zvakamiswa kubudisa mvura, mvura yokunaya ikagasa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Zvino zvitubu zvepakadzika uye masuo amafashamu okudenga zvakanga zvazarirwa, uye mvura yakanga yaguma kunaya kubva kudenga.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 8:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy