Genesi 8:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 nemhuka dzose, neɀinokambaira ɀose, neshiri dzose, neɀose ɀinofamba panyika, namarudzi aɀo, ɀakaɓuɗa paareka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 nemhuka dzose, nezvinokambaira zvose, neshiri dzose, nezvose zvinofamba panyika, namarudzi azvo, zvakabuda paareka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mhuka dzose nezvose zvinokambaira nezvinozvova napasi neshiri dzose nezvose zvinofamba panyika zvakabuda mungarava zviri mhando nemhando. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Mhuka dzose nezvose zvinokambaira nezvinozvova napasi neshiri dzose nezvose zvinofamba panyika zvakabuda mungarava zviri mhando nemhando. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Mhuka dzose nezvisikwa zvose zvinokambaira panyika neshiri dzose, zvinhu zvose zvinofamba panyika, zvakabuda muareka, rudzi ruchitevera rumwe. Viz kapitola |