Genesi 8:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ipapo Noa akaɓuɗa, iye naʋanakomana ʋake, nomukadzi wake, naʋakadzi ʋaʋanakomana ʋake pamŋe cete naye; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Ipapo Noa akabuda, iye navanakomana vake, nomukadzi wake, navakadzi vavanakomana vake pamwechete naye; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Saka Nowa nomudzimai wake navanakomana vake navaroora vake vakabuda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Saka Nowa nomudzimai wake navanakomana vake navaroora vake vakabuda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Saka Noa akabuda, pamwe chete navanakomana vake nomukadzi wake uye navakadzi vavanakomana vake. Viz kapitola |