Genesi 8:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Akagara ɀe mazuʋa manomŋe, akaɓuɗisa ɀe njiʋa; iyo haina‐kudzokera ɀe kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Akagarazve mazuva manomwe, akabudisazve njiva; iyo haina kudzokerazve kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Akagara mamwe mazuva manomwe ndokuburitsazve njiva iya, asi haina kuzodzokerazve kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Akagara mamwe mazuva manomwe ndokuburitsazve njiva iya, asi haina kuzodzokerazve kwaari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Akamirirazve kwamamwe mazuva manomwe uye akabudisazve njiva, asi panguva iyi haina kuzodzoka kwaari. Viz kapitola |