Genesi 8:10 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ipapo akagara mamŋe mazuʋa manomŋe ɀe, akaɓuɗisa ɀe njiʋa paareka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ipapo akagara mamwe mazuva manomwezve, akabudisazve njiva paareka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Akagara mazuva manomwe ndokuburitsazve njiva iya mungarava. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Akagara mazuva manomwe ndokuburitsazve njiva iya mungarava. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Akarindira kwamamwezve mazuva manomwe uye akabudisazve njiva muareka. Viz kapitola |