Genesi 7:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 ɀakapinda kunaNoa muareka ɀiʋiri‐ɀiʋiri, mukono nehadzi, Mŋari seɀaakaraira Noa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 zvakapinda kuna Noa muareka zviviri zviviri, mukono nehadzi, Mwari sezvaakaraira Noa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 dziri mbiri mbiri, hono nehadzi, pamwechete nemhando dzose dzeshiri nezvinokambaira nokuzvova napasi sokutaurirwa kwakaitwa Nowa naMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 dziri mbiri mbiri, hono nehadzi, pamwechete nemhando dzose dzeshiri nezvinokambaira nokuzvova napasi sokutaurirwa kwakaitwa Nowa naMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 mukono nehadzi, zvakauya kuna Noa ndokupinda muareka, sezvakanga zvarayirwa naMwari kuna Noa. Viz kapitola |