Online Bible

- Reklamy -




Genesi 7:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Mvura zhinji ikaʋa’po panyika mazuʋa anamakumi manna; mvura ikawanda, ikasimudza areka, ikakwiridzirwa pamsoro penyika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Mvura zhinji ikavapo panyika mazuva ana makumi mana; mvura ikawanda, ikasimudza areka, ikakwiridzirwa pamusoro penyika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Mvura zhinji yakaramba ichinaya pasi pose kwamazuva makumi mana. Yakawanda zvokuti yakasumudza ngarava ikayangarara pamusoro pemvura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Mvura zhinji yakaramba ichinaya pasi pose kwamazuva makumi mana. Yakawanda zvokuti yakasumudza ngarava ikayangarara pamusoro pemvura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Mafashamu akaramba achingouya panyika kwamazuva makumi mana, uye mvura sezvayakaramba ichiwanda yakasimudza areka pamusoro-soro penyika.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 7:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy