Genesi 6:11 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nyika yakaŋga yakaʋora pamberi paMŋari, nyika yakaŋga izere nokumanikidzana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Nyika yakanga yakaora pamberi paMwari, nyika yakanga izere nokumanikidzana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mukuona kwaMwari nyika yose yakanga yaora noupi, izere nokupandukirana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Mukuona kwaMwari nyika yose yakanga yaora noupi, izere nokupandukirana. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Zvino nyika yakanga yaora pamberi paMwari uye yakanga yazara nokurwisana. Viz kapitola |