Online Bible

- Reklamy -




Genesi 50:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino mazuʋa okucema akati apera, Josefa akataura naʋeimba yaFarao, akati: Ɀino kana ndawana nyasha kwamuri, ɗoreʋai munzeʋe dzaFarao, muti:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino mazuva okuchema akati apera, Josefa akataura naveimba yaFarao, akati, “Zvino kana ndawana nyasha kwamuri, dorevai munzeve dzaFarao, muti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Kuzoti mazuva okuvachema apera, Josefi akataura namachinda aFarao achiti, “Kana mandinzwirawo tsitsi ndisvitsireiwo shoko kuna mambo Farao muchiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Kuzoti mazuva okuvachema apera, Josefi akataura namachinda aFarao achiti, “Kana mandinzwirawo tsitsi ndisvitsireiwo shoko kuna mambo Farao muchiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Mazuva okuchema akati apera, Josefa akati kune veimba yaFaro, “Kana ndawana nyasha pamberi penyu, nditaurireiwo kuna Faro. Mumuudze kuti,

Viz kapitola kopírovat




Genesi 50:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy