Genesi 50:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Josefa akapikisa ʋana ʋaIsraeri, akati: Mŋari ucakumutsai ɀirokwaɀo, nemi mutakure mafupa aŋgu abve pano. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Josefa akapikisa vana vaIsiraeri, akati, “Mwari achakumutsai zvirokwazvo, nemi mutakure mapfupa angu abve pano.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Josefi akataurira vaIsiraeri kuti, “Ichokwadi kuti Mwari achakushanyirai. Saka imi tsidzai kuti muchatakura mutumbi wangu muchiendawo nawo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Josefi akataurira vaIsiraeri kuti, “Ichokwadi kuti Mwari achakushanyirai. Saka imi tsidzai kuti muchatakura mutumbi wangu muchiendawo nawo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Uye Josefa akaita kuti vanakomana vaIsraeri vapike mhiko uye akati, “Zvirokwazvo Mwari achakubatsirai, uye ipapo munofanira kutakura mapfupa angu kubva munzvimbo ino.” Viz kapitola |