Genesi 50:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Josefa akati kuhama dzake: Ndofa, asi Mŋari ucakumutsai ɀirokwaɀo, nokukuɓuɗisai panyika ino, muende kunyika yaakapikira Abrahama, naIsaka, naJakobo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Josefa akati kuhama dzake, “Ndofa, asi Mwari achakumutsai zvirokwazvo, nokukubudisai panyika ino, muende kunyika yaakapikira Abhurahamu naIsaka, naJakobho.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Josefi akazotaurira hama dzake kuti, “Ini ndava kufa. Asi Mwari achakushanyirai, achazokutamisai munyika ino agoenda nemi kunyika yaakapikira Abhurahamu naIsaki naJakobho.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Josefi akazotaurira hama dzake kuti, “Ini ndava kufa. Asi Mwari achakushanyirai, achazokutamisai munyika ino agoenda nemi kunyika yaakapikira Abhurahamu naIsaki naJakobho.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Ipapo Josefa akati kumadzikoma ake, “Ini ndava kuzofa. Asi zvirokwazvo Mwari achakubatsirai nokukubudisai munyika muno achikuendesai kunyika yakavimbiswa nemhiko kuna Abhurahama, Isaka naJakobho.” Viz kapitola |