Genesi 50:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Josefa akaʋona ʋana ʋaEfraimi ʋorudzi rwecitatu, naʋana ʋaMakiri, mŋanakomana waManase, ʋakaɓerekerwa pamabvi aJosefa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Josefa akaona vana vaEfuremu vorudzi rwechitatu, navana vaMakiri, mwanakomana waManase, vakaberekerwa pamabvi aJosefa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Josefi akaona vana navazukuru vaEfuremu. Akaonawo vana vaMakiri mwanakomana waManase vakaberekwa achiripo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Josefi akaona vana navazukuru vaEfuremu. Akaonawo vana vaMakiri mwanakomana waManase vakaberekwa achiripo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 uye akaona vana vaEfuremu vorudzi rwechitatu. Uyewo vana vaMakiri mwanakomana waManase vakaiswa pamakumbo aJosefa pavakaberekwa. Viz kapitola |