Genesi 50:13 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 nokuti ʋanakomana ʋake ʋakandomuisa kunyika yeKanani, ʋakamuʋiga muɓako romunda weMakpera, riya rakateŋgwa naAbrahama, pamŋe cete nomunda kunaEfroni muHeti, pakatarisana neMamre, kuti ɀiʋe ɀake, iʋe nɀimbo yake yokuʋiga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 nokuti vanakomana vake vakandomuisa kunyika yeKenani, vakamuviga mubako romunda weMakapera, riya rakatengwa naAbhurahamu, pamwechete nomunda kuna Efuroni muHeti, pakatarisana neMamure, kuti zvive zvake, ive nzvimbo yake yokuviga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vakavatakura vakaenda navo kunyika yeKanani. Vakandovaviga nechokumabvazuva kweMamure mubako romugura repaMakipera, guru rakatengwa naAbhurahamu kuna Efuroni muHiti riri pakatarisana nokuMamure kuti rive nzvimbo yavo yokuviga vanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vakavatakura vakaenda navo kunyika yeKanani. Vakandovaviga nechokumabvazuva kweMamure mubako romugura repaMakipera, guru rakatengwa naAbhurahamu kuna Efuroni muHiti riri pakatarisana nokuMamure kuti rive nzvimbo yavo yokuviga vanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vakamutakura vakaenda naye kunyika yeKenani uye vakamuviga mubako mumunda weMakapera, pedyo neMamure, rakatengwa naAbhurahama senzvimbo yokuviga kubva kuna Efuroni muHiti, pamwe chete nomunda wacho. Viz kapitola |