Genesi 5:30 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Shure kwokuɓerekwa kwaNoa, Rameki akagara makore anamazana mashanu namakumi mapfumbamŋe namashanu; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Shure kwokuberekwa kwaNoa, Rameki akagara makore ana mazana mashanu namakumi mapfumbamwe namashanu; akabereka vanakomana navanasikana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Rameki akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Nowa, Rameki akazogarazve mazana mashanu ana makumi mapfumbamwe amakore ana makore mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Rameki akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana. Mushure mokubereka Nowa, Rameki akazogarazve mazana mashanu ana makumi mapfumbamwe amakore ana makore mashanu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Mushure mokuberekwa kwaNoa, Rameki akararama kwamakore mazana mashanu namakumi mapfumbamwe namashanu uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana. Viz kapitola |