Genesi 5:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 wakaʋasika murume nomukadzi; akaʋaropafadza, akaʋatumidza zita rinonzi Munhu, musi waʋakasikwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 wakavasika murume nomukadzi; akavaropafadza, akavatumidza zita rinonzi Munhu, musi wavakasikwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akavasika vari munhurume nomunhukadzi, akavakomborera akavatumidza kuti vanhu paakavasika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akavasika vari munhurume nomunhukadzi, akavakomborera akavatumidza kuti vanhu paakavasika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akavasika murume nomukadzi uye akavaropafadza. Uye vakati vasikwa, akavatumidza kuti “munhu.” Viz kapitola |