Genesi 5:12 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kenani wakagara makore makumi manomŋe, akaɓereka Maharareri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Kenani wakagara makore makumi manomwe, akabereka Maharareri; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kenani akagara makumi manomwe amakore ndokubereka Mahararieri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kenani akagara makumi manomwe amakore ndokubereka Mahararieri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Kenani akati ararama kwamakore makumi manomwe, akabereka Maharareri. Viz kapitola |