Genesi 49:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Iwe Juda, ucarumbidzwa nehama dzako; Ruʋoko rwako rucaʋa pamitsipa yaʋaʋeŋgi ʋako, Ʋana ʋaɓaɓa ʋako ʋacakotamira pamberi pako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Iwe Judha, ucharumbidzwa nehama dzako; Ruoko rwako ruchava pamitsipa yavavengi vako, Vana vababa vako vachakotamira pamberi pako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Iwe Judha, ndiwe ucharumbidzwa nehama dzako. Uchadzipa huro dzavavengi vako uchivakurira, vana vababa vako vachakugwadamira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 “Iwe Judha, ndiwe ucharumbidzwa nehama dzako. Uchadzipa huro dzavavengi vako uchivakurira, vana vababa vako vachakugwadamira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Judha, hama dzako dzichakurumbidza; ruoko rwako ruchava pamitsipa yavavengi vako; vanakomana vababa vako vachakotama kwauri. Viz kapitola |