Online Bible

- Reklamy -




Genesi 49:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀino Jakobo wakati apedza kuraira ʋanakomana ʋake, akadzosera tsoka dzake paʋuʋato, mŋeya wake ukaɓuɗa, akasoŋganiswa naʋanhu ʋake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Zvino Jakobho akati apedza kuraira vanakomana vake, akadzosera tsoka dzake pauvato, mweya wake ukabuda, akasanganiswa navanhu vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Kuzoti Jakobho apedza kurongera vana vake akarara pamubhedha wake, ndiye sarai oendawo kwakaenda vamwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Kuzoti Jakobho apedza kurongera vana vake akarara pamubhedha wake, ndiye sarai oendawo kwakaenda vamwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Jakobho akati apedza kurayira vanakomana vake, akadzora tsoka dzake mumubhedha, akabudisa mweya wake akasanganiswa navanhu vokwake.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 49:33

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy