Online Bible

- Reklamy -




Genesi 49:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Akaʋona zororo kuti rakanaka. Nenyika kuti inofadza, Akarerekera fudzi rake kuti atakure, Akaʋa muɓatiri wecibaro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Akaona zororo kuti rakanaka, Nenyika kuti inofadza, Akarerekera fudzi rake kuti atakure, akava mubatiri wechibharo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Paachaona kuti agere panyika yakanaka nyika inomufadza kwazvo, achabvuma zvake kutakura mutoro pamapfudzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Paachaona kuti agere panyika yakanaka nyika inomufadza kwazvo, achabvuma zvake kutakura mutoro pamapfudzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Paanoona nzvimbo yake yokuzorora kuti yanaka sei uye kuti nyika yake inofadza sei, acharerekera pfudzi rake kumutoro uye achava mubatiri wechibharo.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 49:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy