Online Bible

- Reklamy -




Genesi 49:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Jakobo wakaɗana ʋanakomana ʋake, akati: Ʋuŋganai, ndikuʋudzei ɀamucaitirwa namazuʋa anoteʋera.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Jakobho akadana vanakomana vake, akati, “Unganai, ndikuudzei zvamuchaitirwa namazuva anotevera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Jakobho akakokorodza vanakomana vake akati, “Chiunganai pano mose ndikuudzei zvichazoitika kwamuri mune ramangwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Jakobho akakokorodza vanakomana vake akati, “Chiunganai pano mose ndikuudzei zvichazoitika kwamuri mune ramangwana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Ipapo Jakobho akadana vanakomana vake akati, “Unganai kuti ndikuudzei zvichaitika kwamuri pamazuva anouya.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 49:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy