Genesi 48:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino Israeri akati kunaJosefa: Tarira, ndofa, asi Mŋari ucaʋa nemi, ucakudzoserai kunyika yamadziɓaɓa enyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Zvino Isiraeri akati kuna Josefa, “Tarira, ndofa, asi Mwari achava nemi, achakudzoserai kunyika yamadzibaba enyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Jakobho akarayira Josefi achiti, “Ini ndava kufa, asi Mwari achava nemi, achakudzoserai kunyika yemadzibaba enyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Jakobho akarayira Josefi achiti, “Ini ndava kufa, asi Mwari achava nemi, achakudzoserai kunyika yemadzibaba enyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ipapo Israeri akati kuna Josefa, “Ndava pedyo nokufa, asi Mwari achava newe uye achakudzoserai kunyika yamadzibaba enyu. Viz kapitola |