Online Bible

- Reklamy -




Genesi 47:31 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ʋakati: Ndipikire; iye akaʋapikira. Ipapo Israeri akakotamira pamusoro woʋuʋato bgake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Vakati, “Ndipikire;” iye akavapikira. Ipapo Isiraeri akakotamira pamusoro wouvato hwake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Jakobho akati, “Nditsidzire izvozvo.” Josefi ndokuvatsidza. Ipapo Jakobho akanga ari pamubhedha wake akabva atsikitsira musoro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Jakobho akati, “Nditsidzire izvozvo.” Josefi ndokuvatsidza. Ipapo Jakobho akanga ari pamubhedha wake akabva atsikitsira musoro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Ivo vakati, “Ndipikire.” Ipapo Josefa akapika kwaari, uye Israeri akanamata akasendamira pamusoro wetsvimbo yake.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 47:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy