Online Bible

- Reklamy -




Genesi 47:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Ɀino ŋguʋa yokufa kwaIsraeri yakaŋga yasweɗera, iye akaɗana mŋanakomana wake Josefa, akati kwaari: Kana ndawana nyasha kwauri, ciisa hako ruʋoko rwako pasi pecidɀa caŋgu, undiitire ŋgoni neɀokwaɗi; rega hako kundiʋiga paEgipita;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Zvino nguva yokufa kwaIsiraeri yakanga yaswedera, iye akadana mwanakomana wake Josefa, akati kwaari, “Kana ndawana nyasha kwauri, chiisa hako ruoko rwako pasi pechidya changu, undiitire ngoni nezvokwadi; rega hako kundiviga paIjipiti;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Nguva yaIsiraeri yokufa payakanga yava kuda kusvika, akadaidza mwana wake Josefi akati, “Ndapota kana uchindida isa ruoko rwako pasi pechidya changu utsidze kuti uchava wakatendeka kwandiri uvewo pachokwadi neni, usandivige muno muIjipiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Nguva yaIsiraeri yokufa payakanga yava kuda kusvika, akadaidza mwana wake Josefi akati, “Ndapota kana uchindida isa ruoko rwako pasi pechidya changu utsidze kuti uchava wakatendeka kwandiri uvewo pachokwadi neni, usandivige muno muIjipiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Nguva yokufa kwaIsraeri yakati yaswedera, akadana mwanakomana wake Josefa uye akati kwaari, “Kana ndawana nyasha pamberi pako, isa ruoko rwako pasi pechidya changu uye ugovimbisa kuti uchandinzwira ngoni uye uchava wakatendeka. Usandiviga muIjipiti,

Viz kapitola kopírovat




Genesi 47:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy