Genesi 47:26 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Josefa akatema mutemo panyika yeEgipita, uri’po nanhasi, kuti Farao apiwe ceshanu; asi nyika yaʋaprista yoga haina‐kuʋa yaFarao. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Josefa akatema mutemo panyika yeIjipiti, uripo nanhasi, kuti Farao apiwe cheshanu; asi nyika yavapristi yoga haina kuva yaFarao. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Naizvozvo Josefi akaisa mutemo munyika yeIjipiti uripo nanhasi wokuti kana munhu akohwa masaga mashanu, rechishanu nderamambo. Asi minda yavapristi ndiyo yoga isina kutengwa namambo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Naizvozvo Josefi akaisa mutemo munyika yeIjipiti uripo nanhasi wokuti kana munhu akohwa masaga mashanu, rechishanu nderamambo. Asi minda yavapristi ndiyo yoga isina kutengwa namambo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Saka Josefa akasimbisa izvi somurayiro pamusoro penyika muIjipiti, murayiro uyu uchiri kushanda nanhasi, kuti chikamu chimwe chete kubva muzvishanu chezvibereko ndechaFaro. Nyika yavaprista bedzi ndiyo yakanga isiri yaFaro. Viz kapitola |