Online Bible

- Reklamy -

Genesi 46:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Muti: Ʋaranda ʋenyu ʋaiʋa ʋapfuwi ʋeɀipfuwo kubva paʋucece bgeɗu kuȿikira ɀino, isu namadziɓaɓa eɗu; kuti mugare munyika yeGosheni, nokuti ʋafudzi ʋose ʋanonyaŋgadza ʋaEgipita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Muti, ‘Varanda venyu vaiva vapfuwi vezvipfuwo kubva paucheche hwedu kusvikira zvino, isu namadzibaba edu;’ kuti mugare munyika yeGosheni, nokuti vafudzi vose vanonyangadza vaIjipiti.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Imi itii, ‘Isu varanda venyu takagara tichingova vanhu vokupfuwa zvipfuwo kubvira pahuduku hwedu kusvikira zvino iyesu tose namadzibaba edu.’ Kana madaro Farao achakubvumirai kugara mudunhu reGosheni,” nokuti vaIjipiti vakanga vakarimirana kumuganho nomunhu wose anoita basa rokupfuwa zvipfuwo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 imi munofanira kupindura muchiti, ‘Varanda venyu vaiva vachengeti vezvipfuwo kubvira pauduku hwavo, sezvakanga zvichiitawo madzibaba edu.’ Ipapo muchatenderwa kugara munyika yeGosheni, nokuti vafudzi vose vanonyangadza kuvaIjipita.”

Viz kapitola kopírovat

Genesi 46:34

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy