Genesi 46:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino kana moɗanwa naFarao, akati: Ƃasa renyu nderei? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Zvino kana modanwa naFarao, akati, ‘Basa renyu nderei?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kana imi mazodaidzwa naFarao achikubvunzai kuti, ‘Basa renyu ndereiko?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Kana imi mazodaidzwa naFarao achikubvunzai kuti, ‘Basa renyu ndereiko?’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Pamunodanwa naFaro uye akakubvunzai achiti, ‘Basa renyu ndereiko?’ Viz kapitola |