Genesi 46:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ipapo Josefa akagadzira ŋgoro yake, akakwira Gosheni, kundosoŋgana naIsraeri, ɓaɓa ʋake; akaɀiziʋisa kwaʋari, akawira pamutsipa waʋo, akacema pamutsipa waʋo ŋguʋa huru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Ipapo Josefa akagadzira ngoro yake, akakwira Gosheni, kundosangana naIsiraeri, baba vake; akazvizivisa kwavari, akawira pamutsipa wavo, akachema pamutsipa wavo nguva huru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Ipapo Josefi akapinda mungoro yake akaenda kuGosheni kundochingura baba vake, Isiraeri. Akasvikoona baba vake akatora nguva ndefu akavambundira achihwihwidza kuchema. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Ipapo Josefi akapinda mungoro yake akaenda kuGosheni kundochingura baba vake, Isiraeri. Akasvikoona baba vake akatora nguva ndefu akavambundira achihwihwidza kuchema. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Josefa akaita kuti ngoro yake igadzirirwe uye akaenda kuGosheni kundosangana nababa vake Israeri. Josefa paakangosvika pamberi pavo, akambundikira baba vake uye akachema kwenguva refu. Viz kapitola |