Online Bible

- Reklamy -




Genesi 46:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ʋanakomana ʋaJosefa ʋaakaŋga aɓerekerwa Egipita ʋaiʋa ʋanhu ʋaʋiri; ʋose ʋeimba yaJakobo, ʋakaʋuya Egipita, ʋaiʋa ʋanhu ʋanamakumi manomŋe.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Vanakomana vaJosefa vaakanga aberekerwa Ijipiti vaiva vanhu vaviri; vose veimba yaJakobho vakauya Ijipiti, vaiva vanhu vana makumi manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Vanakomana vaJosefi vakaberekerwa kuIjipiti vaviri. Saka vanhu vose vemba yaJakobho vakatanga kugara muIjipiti vaiva makumi manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Vanakomana vaJosefi vakaberekerwa kuIjipiti vaviri. Saka vanhu vose vemba yaJakobho vakatanga kugara muIjipiti vaiva makumi manomwe.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Pamwe chete navanakomana vaviri vakaberekerwa Josefa muIjipiti, vose vemhuri yaJakobho, avo vakaenda kuIjipiti, vakanga vari makumi manomwe pamwe chete.

Viz kapitola kopírovat




Genesi 46:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy