Genesi 46:25 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ndiʋo ʋanakomana ʋaBirha, Rabani waakapa Rakeri, mukunda wake; ndiʋo ʋaakaɓerekera Jakobo; ʋose ʋaiʋa ʋanomŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Ndivo vanakomana vaBhiriha, Rabhani waakapa Rakeri, mukunda wake; ndivo vaakaberekera Jakobho; vose vaiva vanomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ivava ndivo vana vaBhiriha, uya akapiwa naRabhani kuna Rakeri mwanasikana wake. Vose pamwechete akaberekera Jakobho vana vanomwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ivava ndivo vana vaBhiriha, uya akapiwa naRabhani kuna Rakeri mwanasikana wake. Vose pamwechete akaberekera Jakobho vana vanomwe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Ava ndivo vanakomana vakaberekerwa Jakobho naBhiriha, uya akapiwa naRabhani kuna Rakeri mwanasikana wake, vanomwe pamwe chete. Viz kapitola |