Genesi 46:21 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Naʋanakomana ʋaBenjamini: Bera, naBekeri, naAshberi naGera, naNaamani, naEhi, naRoshi, naMupimi, naHupimi, naArdi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Navanakomana vaBhenjamini: Bhera, naBhekeri, naAshibheri naGera, naNaamani, naEhi, naRoshi, naMupimi, naHupimi, naAdhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vanakomana vaBhenjamini ndiBhera naBhekeri naAshibheri naJera kwouya Naamani naEhi naRoshi naMupimu naHupimu naAridhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vanakomana vaBhenjamini ndiBhera naBhekeri naAshibheri naJera kwouya Naamani naEhi naRoshi naMupimu naHupimu naAridhi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Vanakomana vaBhenjamini vaiva: Bhera, Bhekeri, Gera, Naamani, Ehi, Roshi, Mupimi, Hupimi naAridhi. Viz kapitola |